KwaunobvaDuramazwiRrisivha

Duramazwi · zita

risivha

Zvinoreva

Risivha ipati yefoni yakakombama, ine tumaburi uye inoiswa panzeve nepamuromo kana uchida kuteerera nekutaura.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rita

Rita chipimo chezvinhu zvakaita semvura nemukaka, chinokwana kuita churu chemamiririta.

Verenga

Swipe for the next word