KwaunobvaDuramazwiRromba

Duramazwi

romba

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akaromba, anenge ane mishonga yakasimba, yokuzvidzivirira kana yokuiita masaramusi nayo.

1

Kana ukaposa munhu unenge wamuremadza kana kumukuvadza uchishandisa mushonga wekuromba.

Kana munhu achinzi akaromba, anenge ane mishonga yakasimba, yokuzvidzivirira kana yokuiita masaramusi nayo.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rombe

Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru uye zvinoita kuti ave murombo.

Verenga

Swipe for the next word