Duramazwi02 / 03rombaKana munhu achinzi akaromba, anenge ane mishonga yakasimba, yokuzvidzivirira kana yokuiita masaramusi nayo.Verenga→
Duramazwi03 / 03rombeRombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru uye zvinoita kuti ave murombo.Verenga→