Duramazwi · zita
rombe
MUrombe
Duramazwi · zita
Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru uye zvinoita kuti ave murombo.
Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru uye zvinoita kuti ave murombo.
Rombe rinosekwa richaenda, kana rodzoka hedzo nhureture.
Rombe ngerichaenda rodzoka ndimambo.
Rombe munhu asina pfungwa dzakakwana, anoita zvinhu zvisina ungwaru uye zvinoita kuti ave murombo.
Rombe munhu anofamba achipemha
Rombe munhu aifa-mba achidetemba nokurumbidza madzishe kare.
MUrombe
Duramazwi
01 / 03rombedza
Kurombedza kubika chikafu chakawanda zvakapfurikidza chipimo chevanhu vanofanira kuchidya.
VerengaSwipe for the next word