Duramazwi
1
Akatora bhuracha ndokubhuracha bhutsu dzake kuti dzipenye.
Kana uchibhuracha hanzu yokupfeka unenge uchishandisa chikwizo chine zvipfari kubvisa guruva kana tsvina.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03radabudza
Kuradabudza kuwisira munhu pasi nokumupinga ndare.
VerengaSwipe for the next word