Kwaunobva/Duramazwi/R/radaguka
Duramazwi
Kuradaguka kudonha negotsi uye zvine simba.
radanu
Kuti radanu kusununguka kwechinhu changa chakasungwa kana kurukwa.
radanura
radyangura
Kuradyangura kusundidzira nokuputsira munhu pasi.
Swipe for the next word