KwaunobvaDuramazwiRrabvu

Duramazwi

rabvu

wabvanyu

Zvinoreva

Kuti rabvu kukwakuka kunoita bhiza richimhanya.

1

Kuti rabvu kukwakuka kunoita bhiza richimhanya.

Kuti rabvu kukwakuka kunoita bhiza richimhanya.

Kudzengenesa chinhu kuchipwanya zvokuti chinosara chaputika kana kuita urabvurabvu.

Kana uchiti kwarabvu unenge uchizvikwenya nenzara dzemaoko, uchisiya mitaro.

Zvine chekuita

wabvanyu

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rabvuka

Kurabvuka kugona kurumika zviri nyore kwenyama.

Verenga

Swipe for the next word