Kwaunobva/Duramazwi/R/rabvuka
Duramazwi
Kurabvuka kugona kurumika zviri nyore kwenyama.
racha
radabudza
Kuradabudza kuwisira munhu pasi nokumupinga ndare.
radagu
Kana munhu akati radagu anenge adonha zvakasimba uye zvine mutsindo.
Swipe for the next word