KwaunobvaDuramazwiRrembedza

Duramazwi

rembedza

Zvinoreva

Rekodhi rumbo rwakatapwa mazwi nemhanzi padenderedzwa kana patepu kuti muzopota muchiridza.

Kurembedza chinhu kuchitakura chichiita sechiri kuda kudonha asi chakabatirira nechekumusoro kwacho. Chipo anga akatakura chirogo chemvura pamusoro, akaremedza chigubhu mumaoko.

1

Rekodhi rumbo rwakatapwa mazwi nemhanzi padenderedzwa kana patepu kuti muzopota muchiridza.

Chisi chako, rembedza maoko, rega kukungira hata.

Akabva pano achivhaira, akazondotukwa arive ndokudzoka arembedza muromo.

Kuti fetya fetya kufamba uchiratidza kuzvida, wakakombamisa musana nokurembedza maoko.

2

Kurembedza chinhu kuchitakura chichiita sechiri kuda kudonha asi chakabatirira nechekumusoro kwacho. Chipo anga akatakura chirogo chemvura pamusoro, akaremedza chigubhu mumaoko.

Kufetyaira kufamba kokuzvida, munhu wakakotamira mberi nokurembedza maoko.

Aka kamudziyo kaunobata neruoko wakarembedza, kaine mvura kana chimwe-wo chinhu mukati.

Kuti gadaga kurembedza musoro sure, sezvinoita mwana akavata akaberekwa.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rembedza muromo

Ukukuva nokumeso kwakasuwa, kuchiratidza kuda kuchema, zvichibva zvaonekwa pauso hwemunhu.

Verenga

Swipe for the next word