KwaunobvaDuramazwiRragibhi

Duramazwi · zita

ragibhi

Zvinoreva

Ragibhi mutambo nezvikwata zviviri zvinomhanya zvichibvutirana nokukandirana bhora nechinangwa chekunogohweswa kugedhe kwevamwe.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ragu

Kana munhu akati ragu anenge ari kunzwa kusununguka, zvichionekwa nemagarire kana mararire ake akaregedzera.

Verenga

Swipe for the next word