Duramazwi
Zvinoreva
Kuhodha kutenga zvinhu zvakawanda nemutengo uri pasi kuti ugondozvitengesa nemutengo uri pamusoro. Mhuri zhinji dziri kurarama nokuhodha mazitye.
1
Kuhodha kutenga zvinhu zvakawanda nemutengo uri pasi kuti ugondozvitengesa nemutengo uri pamusoro. Mhuri zhinji dziri kurarama nokuhodha mazitye.
Hodha zvinhu zvose zvamunenge matenga, kana kuti zvamunenge makaronga kutenga zvanyorwa pamwe chete.
Vaiende kunze kwenyika vachinohodha.
Kana mwana achinzi mubhodha anenge achigara pachikoro paanodzidzira.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hodo
Hodo rudzi rweuswa hunomera mumatoro, hunoita kamudzi kanodyiwa.
VerengaSwipe for the next word