KwaunobvaDuramazwiHhochekoche

Duramazwi · zita

hochekoche

Zvinoreva

Uku kubatanabatana kwezvinoshandiswa pakusunga, sezvakaita ngetani.

1

Uku kubatanabatana kwezvinoshandiswa pakusunga, sezvakaita ngetani.

Tinoda kuti uone hochekoche iripo kubva pachitsauko chepamashure kuuya muchitsauko chino.

Pane hochekoche hweunhu hwemhuri nedunhu rekwaanobva.

Pfungwa dzako ngadzive nehochekoche dzichiyerera.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hochi

Hochi imhuka inopfuyiwa, ine muromo wakapwashika uye ine nyama ine mafuta akawanda.

Verenga

Swipe for the next word