Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhevedzano kutevedzana kana kuteverana kwezviitiko.
1
Nhevedzano kutevedzana kana kuteverana kwezviitiko.
Nyatsoronga pfungwa huru dzako zvinoita kuti dziyerere uye zvine nhevedzano semaitikiro azvakaita mundima.
Nhevedzano kutevedzana kana kuteverana kwezviitiko.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhevedzi
Nhevedzi mwana waamai vako akazvarwa kumashure kwako.
VerengaSwipe for the next word