KwaunobvaDuramazwiH 3

Duramazwi

Mazwi ane H.

583 Shona headwords beginning with H, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 3 pa3

Hwedzafishing nethweguriHweguri munhu kana mhuka inenge yararama kwenguva refu.hwegweduHwegwedu muchero wose wose wakatenderera uye wakaomarara...hwehwedzaKana nhongo ichihwehwedza inenge ichiita mahonyera...hwehwerereKana kunze kwati hwehwerere kunenge kwachena.hwemasmellinghwembuKana munhu achiti hwembu anenge achimwa mukaka wakakora.hwendaHwenda itsika yokugara vanhu vachifambidzana kana...hwendeHwende munhu kana mhuka ine mutumbi mukuru.hwendedzoHwendedzo urongwa hunokwanisa kukusvika pachinangwa...hwendefaHwendefa zidombo rakapafarara rinenge rakakwatuka kubva...hwendereraHwenderera matanho anotorwa nemunhu kusvikira abudirira...hwengaHwenga ishiri ine muromo wakakombama, inogona kupfuyiwa...hwengezuKuti hwengezu kutora chinhu mumaoko emumwe nokuchimbidza.hwengezuraKu-hwengezura chinhu chiri mumaoko emumwe kuchitora...hwenguraKuhwengura munhu kumudhonza nokukasika zvine simba zvokuti...hwenhaHwenha kasora kanobukira muzhizha kanoita mudzi wakabunda.hweniHweni maitiro emunhu anoratidza kuti mutsva mune imwe...hwenjeHwenje idziva rakadzika chaizvo, rinotyisa.hwenyaHwenya kabundo kanenge hanyanisi, kanodyiwa navanhu...hwenyakoseHwenyakose munhu anofambisa makuhwa asi achinyepedzera...hwenyeHwenye mashoko, nyaya kana makuhwa anenge achitaurwa...hwenyeriHwenyeri munhu anokunongedzera pauri kune vavengi vako.hwenyerwaHwenyerwa kuvaviwa kana kubayiwa-bayiwa pamuviri...hwenzeHwenze kututumara kunoita pamusana kana pahota yemunhu.hwenzvoHwenzvo munhu anokurudzira kuti vanhu vaviri vawirirane...hwerengedzaKuverenga zvinhu zvese paruzhinji (to enumerate/add up).hwerengedzoChiito chekuverenga.hwerereHwerere rudzi rwevhudzi romunhu dema rakakora nokuomarara...hwereshengaHwereshenga igwarwe rakakura uye rachembera.hweruraKana uchihwerura munhu unenge wamutora zvisina mvumo...hwesheroHweshero kumaro kwegudo kwakaomarara kupinda rimwe ganda.hweshuKana munhu akati hweshu anenge abva panzvimbo yaanenge ari...hwetawaiterhwevaHweva inyeredzi inoonekwa kumabvazuva kunze kwava kuda...hwevereraHweverera rudzi rwegonye jena rine musoro wakatsvukuruka...hwezenguruKuti hwezenguru kutora chinhu nokukasika munhu...hwezveriHwezveri munhu anotungamirira vamwe mune zvakaipa...hwezveroHwezvero chinhu chinokukwezva kuti uite zvimwe zvinhu.hwezviHwezvi imombe isingadi kugara panzvimbo imwe, inozokonzera...hwiKuti hwi kucheka zvakadzika nechinhu chakapinza chaizvo.hwi hwiKana mudhebhe uchiti hwi hwi unenge uchikwizira, uchiita...hwi hwi hwiKana ronda richiti hwi hwi hwi rinenge richirwadza...hwi-iyoKuti hwi-iyo kuridza heterwa uchishevedza munhu ari kure.hwibaKuti hwiba kutunga nemusoro sezvingaite junju.hwibuKuti hwibu kugura kana kucheka chinhu kamwe chete.hwidibiroHwidibiro muvharo wokuvharisa pakashama, unogona kubvisika...hwidzazwiHwidzazwi mucherechedzo unoiswa paizwi unobatsira...hwigiwighwihwidzaKuhwihwidza kuchema neizwi riri pamusoro kunowanzoitwa...hwihwinyaraglowhwihwinyikaKuhwihwinyika kupa chiedza chakanyanya chinotosvora...hwimbuKuti hwimbu kuita huro yechinwiwa yakakura panguva imwe...hwimburaKana munhu achihwimbura bota anenge achirikambura...hwindiHwindi munhu anosevenzera pamusika wemabhazi achikurudzira...hwindimiripropellerhwindowindowhwinhaKana munhu akahwinha pamakwikwi anenge akurira vamwe...hwinyaKuvaima zvakanyanya mushure mekutsvurudzirwa (to...hwipuHwipu chiitiko chekupotsa kubanha sezvakaita bhora.hwipuraKuhwipura kudzura kana kudhonzera chinhu chinenge chanyura...hwiraHwira chikafu, mari kana zvimwewo zvaunopiwa asi...hwiradangaHwiradanga muripo unopiwa tezvara pakuenda kundomuratidza...hwiranondoHwiranondo imhuka yomusango ine nyanga dzakakombamira...hwiribidiHwiribidi imhuka yesango yakaenzana nembudzi, inofamba...hwiridzaKuhwiridza kudzokorora zvawamboita nokuti zvawamboita...hwiriraKuhwirira kudzokera kunzvimbo kwawambenge uri. Tiri...hwiririKuti hwiriri kurira sekwechivhiriri.hwiritiHwiriti ishiri pfumbu yerudzi rwenjiva inofarira kudya...hwiroHwiro inzvimbo inovigwa munhu anenge afa.hwishufawnhwishuraKuhwishura kugura chinhu kuita zvidimbu zvidiki, kazhinji...HwisiriHwisiri ndeimwe yemasangano esvondo.hwitaKuhwita kusvuta zvinwiwa zvakaita semvura, zvinopisa kana...hwitakwiKana munhu achinzi ihwitakwi anenge ane mumhu mukuru ari...hwitiHwiti rudzi rwehwiza diki, inodyiwa uye inofamba-famba...hwituKana chinhu chati hwitu chinenge chaenda nekukurumidza.hwizeHwize chishongo chinopfekwa nashe somuchereche-dzo weushe...hwizhaHwizha igomba rinocherwa kuchengeta muchero mumbishi kuti...hwowafu, chinowanzobatwa mumapani chichidyiwa nevanhu.hwowa [howa, hwova, hova, hwohwa, hohwa, bwowa]Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, chine...hwuIri idzitsi rechiratidzapedo chemupanda 14.hwushaHwusha chipfeko chomukati chomukadzi chinotenderedza...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store