KwaunobvaDuramazwiHhwibu

Duramazwi

hwibu

Zvinoreva

Kuti hwibu kugura kana kucheka chinhu kamwe chete.

1

Kuti hwibu kusimudza mudziyo waunenge uchishandisa nokukasika.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwidibiro

Hwidibiro muvharo wokuvharisa pakashama, unogona kubvisika kana munhu oda kutora zviri mukati.

Verenga

Swipe for the next word