Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwidibiro muvharo wokuvharisa pakashama, unogona kubvisika kana munhu oda kutora zviri mukati.
1
Hwidibiro muvharo wokuvharisa pakashama, unogona kubvisika kana munhu oda kutora zviri mukati.
Hwidibiro muvharo wokuvharisa pakashama, unogona kubvisika kana munhu oda kutora zviri mukati.
Bhoneti ihwidibiro yesimbi iri kumberi kwemota, inofukidza injini.
Bhureke mudziyo wepurasiti-ki une mubato nehwidibiro, unogona kuchengeterwa shuga, mukaka nezvimwewo.
Zvakafanana
mudzivo · chikwidibiso · chidumaidzo · hwidibo
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwidzazwi
Hwidzazwi mucherechedzo unoiswa paizwi unobatsira muverengi kuziva kuti rinotaurwa sei. Muduramazwi rino K ndiye mucherechedzo hwehwidzazwi.
VerengaSwipe for the next word