KwaunobvaDuramazwiHhwenze

Duramazwi · zita

hwenze

Zvinoreva

Hwenze kututumara kunoita pamusana kana pahota yemunhu.

1

Hwenze kututumara kunoita pamusana kana pahota yemunhu.

Hwenze hwake uhu hwakatanga paaifamba akasumudzira mapendekete achitaridza kuzvida.

Hwenze kututumara kunoita pamusana kana pahota yemunhu.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwenzvo

Hwenzvo munhu anokurudzira kuti vanhu vaviri vawirirane kana kuti vadanane.

Verenga

Swipe for the next word