KwaunobvaDuramazwiHhwendefa

Duramazwi · zita

hwendefa

Zvinoreva

Hwendefa zidombo rakapafarara rinenge rakakwatuka kubva pane rimwe hombe kwairi kana kuti paruware.

1

Riva ibwe rehwendefa, rinoteyiwa kuti mbeva kana shiri zvinotswanyiwa kana zvapindamo.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwenderera

Hwenderera matanho anotorwa nemunhu kusvikira abudirira pane zvaanenge achiita.

Verenga

Swipe for the next word