KwaunobvaDuramazwiHhwenga

Zvinoreva

Hwenga ishiri ine muromo wakakombama, inogona kupfuyiwa uye inotevedzera kutaura kwavanhu.

1

Hwenga ishiri ine muromo wakakombama, inogona kupfuyiwa uye inotevedzera kutaura kwavanhu.

Hwenga ishiri ine muromo wakakombama, inogona kupfuyiwa uye inotevedzera kutaura kwavanhu.

Chihwenga shiri inogona kudzokorora mazwi anonzwa.

Kushwenga kurova chibhakerachina chine simba, zvokuti chinowisa munhu achizeya.

Zvakafanana

chihwenga

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwengezu

Kuti hwengezu kutora chinhu mumaoko emumwe nokuchimbidza.

Verenga

Swipe for the next word