KwaunobvaDuramazwiHhweta

Duramazwi · zita

hweta

waiter · waitress

Zvinoreva

Hweta munhu anoita basa rokupereka zvinwiwa nezvokudya mubhawa kana muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira.

Hweta ifuro rakaomeswa rinoshandiswa sembiriso yokuvirisa doro.

Kuhweta kupa vanhu zvinwiwa nezvidyiwa muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira, ivo vagere pazvigaro zvokutandarira kana patafura.

Kuhweta kuita basa rokupa vanhu chikafu nezvi-

Hweta munhu anoita basa rokutambidza vanhu zvokudya zvavatenga pamatafura avo munzvimbo dzokudyira.

1

Tipi imari inopiwa hweta sokungomutenda mushure mokunge akupai chikafu chamafara nacho.

Kutipa hweta mushure mekudya kana kunwa kumupa mari yekumutende kukuhwetai kwaanenge aita.

Hweta ifuro rakaomeswa rinoshandiswa sembiriso yokuvirisa doro.

2

Tipi imari inopiwa hweta sokungomutenda mushure mokunge akupai chikafu chamafara nacho.

Hweta ifuro rakaomeswa rinoshandiswa sembiriso yokuvirisa doro.

Hweta munhu anoita basa rokutambidza vanhu zvokudya zvavatenga pamatafura avo munzvimbo dzokudyira.

3

Mudungwerungwe.

4

5

Hweta iburi kana kuti mukana uri murusvingo, unoshandiswa pakudongorera kuona muvengi kana kumupfura.

6

Kuhweta kupa vanhu zvinwiwa nezvidyiwa muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira, ivo vagere pazvigaro zvokutandarira kana patafura.

Hweta munhu anoita basa rokutambidza vanhu zvokudya zvavatenga pamatafura avo munzvimbo dzokudyira.

Hweta munhu anoita basa rokupereka zvinwiwa nezvokudya mubhawa kana muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira.

Kupereka zvokudya kutakura uchindozvipa kune mumwe munhu kuti adye, sezvingaitwa nahweta muhotera.

7

Kuhweta kuita basa rokupa vanhu chikafu nezvi-

Hweta munhu anoita basa rokupereka zvinwiwa nezvokudya mubhawa kana muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira.

Kupereka zvokudya kutakura uchindozvipa kune mumwe munhu kuti adye, sezvingaitwa nahweta muhotera.

Kuti shweta shweta kufamba komu nhu akapfeka hembe dzinobata.

8

Hweta munhu anoita basa rokutambidza vanhu zvokudya zvavatenga pamatafura avo munzvimbo dzokudyira.

Hweta munhu anoita basa rokupereka zvinwiwa nezvokudya mubhawa kana muhotera kana imwewo nzvimbo yekudyira.

Kupereka zvokudya kutakura uchindozvipa kune mumwe munhu kuti adye, sezvingaitwa nahweta muhotera.

Kuti shweta shweta kufamba kwemunhu anenge asina kupfeka.

Zvakafanana

nhuku · nundu

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hweva

Hweva inyeredzi inoonekwa kumabvazuva kunze kwava kuda kuedza.

Verenga

Swipe for the next word