Duramazwi
Mazwi ane H.
583 Shona headwords beginning with H, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 2 pa3
hondohosthondohweGwayi rechirume (ram).hondoraHondora chitayira chekutamba chakangoda kufanana nembende.hongonyaHongonya munhu ane umhare pakurwa.honguyeahonostaghonondoHonondo chimbuyu chakaita setsikidzi asi icho chiri...honyaKuhonya kuburitsa ruzha kunoita imbwa kana ichida...honyewormshonyeraHonyera izwi gobvu rakaderera rinoitwa navarume kana vanhu...honzaHonza indiro yevhu inoisirwa zvinhu zvinotapudziranwa...honzeriKana munhu akanzi ndiye honzeri ndiye anenge afurira vamwe...honzwaHonzwa ihari yedoro inopiwa vanhu vari kuita basa kuti...hooTinoshandisa hoo kana tichiratidza kushamiswa nechimwe...hoo nhaiKana muchiti hoo nhai anenge achiratidza kusafarira achiti...hopedrowsinesshopuTinoshandisa hopu kukuza nekukurudzira mombe dzichirima.horahorrorhoraitialrighthoreHore rudzi rwegore rinenge rakasvibira, rinonayisa mvura.horeraHorera munhu anogara oga.horidheHoridhe inguva yekuti vanhu vanenge vakazorora vasingaendi...horikotyoHorikotyo mutambo wavakomana wokukanda tsvimbo imwe...horioriHoriori rudzi rweshiri refu, ine makumbo marefu nomutsipa...horohallhoromoriHoromori munhu anoputsa ushamwari, mhuri kana humwewo...horondoHorondo chimbuyu chinenge tsikidzi, chinorarama nokusveta...horoseroHorosero chitoro chikuru kunotengwa zvinhu zvakawanda...horwaHorwa kuvava nokuipa kunoita chikafu chaora.horweHorwe ishiri yakafanana nehuku, inofarira kufamba muboka...hosanaHosana munhu anonamatira mvura, anokumbirwa nevanhu kuti...hoshaHosha urwere hunenge hwakakura zvokuti kuhurapa kunonetsa.hoshoHosho chiridzwa chedende chine chimusoro nechimubato, kana...hosiHosi mukadzi wokutanga kuroorwa pabarika kana paguru.hosipaipihosehositerihostelhosviroHosviro ishiri ine mambava matsvuku inowanzo-wanikwa...hosvoriKana munhu achinzi ihosvori anenge aine usimbe uye...hotaHota inzvimbo iri pazasi pedehenya remusoro wemunhu, asi...hotacheniHotacheni mukana unenge uri pakati peminda usingarimwi...hotakotaHotakota musana unenge usina kuti tasa nokuda kwekuti...hotamaHotama rudzi rwehove ine muromo murefu.hoteHote imhembwe hono inowanzofarira kugara mutsanga.hoteraguesthousehotidhogiHotidhogi kudya kwebhanzi rakarebenuka rinenge rine soseji...hotoMhando yeshiri ine muromo muhombe (hornbill).hotoraHotora imbudzi nzombe isina kuchekwa, inoberekesa sheche.hotsiHotsi itambo inogadzirwa kuburikidza nekukosa rwodzi.hotsirasneezehotweKana munhu ari kushambira anwira hotwe anenge amedza mvura...hovastreamshovefishedhove huruwhaleshoveraHovera muguri wechibage chakaoma unobikwa somutakura...hovhaHovha muchero womubhanana.hovhoniovenhovhorosioverallshovidzaKuhovidza kuita ruzha rwunoenda kure chaizvo.hovokapuka kakaenzana nekiti, kano muswe murefu, kanodya...howaspecieshozhwasnailshozhwesnailhoziimba inovakwa pamusoro pamabwe kana ruware, ine matura...hozi hoziKuti hozi hozi kugara pasi kunenge kwakaita vanhu...hu huKuti hu hu kuhukura kunoita imbwa.hu-uri-iKuti hu-uri-i kuseka kunoita vanhukadzi vasangana vachiita...hu-wiKuti hu-wi kusheedza munhu ari kure, uchiburitsa mweya...hubeHube mutambo wevana wavanotamba vachimhanya vakachonjomara.hubvaMuchero unodyiwa unotapira uine ruvara rwepepuru.hubvuMuchero mutema unoberekwa nemuti unonzi muhubva unodyiwa...huchapaKusave netsvina pachinhu chimwe (messiness/dirtiness).huchihoneyhudhaKuhudha kurwadziwa nomudumbu zvakanyanya, kazhinji uchiita...hudhuinguwo refu inopfekwa nevarume.hudokoKuva diki pamafungiro kana pachimiro (smallness/youth).huduHudu mafufu akaumbana anowanzowanikwa muduri pakutswa...hudyuHudyu mutezo wemunhu une bhonzi rinobuda kumativi echiuno...huhuHuhu ihwamanda kana chimwewo chinhu chinoridzwa kuitira...huhudzahowlhuhuraKuhuhura kuchema kwemunhu ari kutambura kana kuti ari kuda...huhwaHuhwa idemo diki rine musoro wakaita somwedzi wagara...hukadziChimiro kana unhu hwechikadzi (womanhood/femininity).hukamarelationshukuchickenhukurabarkhukurubarbarityhukutuMhuka hukutu ndeine hutano hwakanaka uye yakasimba.hukwaHukwa uswa hunomera paruware, hwakaserera uye hunorukiswa...hukwanaHukwana mwana wehuku ayaruka kubva muzera rechitiyo.hukweHukwe itsanga dzakatsemurwa dzikabatanidzwa nemikosi...HullhullhumaimpudenthumambomonarchyhumanaKana munhu achinzi ari kuhumana anenge achitaura zvinhu...humbaHumba chimbuyu chinenge tsikidzi, chinorarama nokusveta...humbanaKuramba uchidanana nenzira yeruzivo.humbanguKuti humbangu kurovera musuo uchiuvhara kana kuuvhara.humbiChikokorodzi.humbidzirokapfuko kadiki kokutakurira doro kubva naro pariri...humbuKuti humbu ruzha runoitwa nehuro.humbukumbuChigumbukumbu.humburaHumbura idoro rinopihwa vanhu vari panhimbe kana zuva...humburiHumburi munhu ane muviri muhombe chaizvo.humburoHumburo idoro rinotakurwa kuenda naro kumba kubva kwaranga...humburumbiracylinderhumbwaHumbwa mutambo unotambwa vanhu vachisevenzesa makano.humbweHumbwe kambuyu kadiki kane musoro unotaima, kanochera...humbwihumhahumhandarahumuroHumuro isando inoshandiswa pakukwatura makwande emiti.humwiKuti humwi kuchema kunoita bere.hunaexhibitedhundaHunda chiridzwa chinogadzirwa nenyanga, chinonzwika kure...hundetrunkhunderereKana kwati hunderere zuva rinenge richangovira uye kusati...hundichaffhundumbaHundumba isora rinorimwa, rinobva kunyika yelndiya, rinoti...hundwaHundwa indove yen'ombe yakaoma inokuhudzisa moto, zvikuru...hungaHunga ihove refu, ine musoro unenge wenyoka uye inowanikwa...hungubweHungubwe rudzi rwegava rine musana mutema.hungumadziHungumadzi idombo rakakura zvikuru.hunguruhweHunguruhwe idombo guru rine mucheto wakaita dendenedzwa.hungurukahunguzeHunguze muguri wechibage chakaoma, chinowanzokangwa.hungwaGwara dembo.hungweHungwe ishiri yorudzi rwegondo, ino musoro muchena, uye...hunhuattributeshunifirewoodhunjeHunje musikana asvika pazera rekuroorwa.hunyaFinyamo.hunyanzviexpertisehunyataKuti hunyata kusviba kunoita kunze kana kwadoka. Mapere...hunzaHunza idanga rehwai kana mbudzi rakakomberedzwa nematombohunzihunzviHunzvi imhofu hono.huoricorruptionhupaHupa munhu ane mumhu mukuru.hupenyulifehupenyu hwoselifetimehupfuhupfumieconomieshupiHupi muguri netsanga dzechibage.hupoHupo kamudziyo kanochengeterwa mushonga wekurapa.huraHura chibhora kana chimusoro chorukweza chinenge chiri...huramurovehureharlothure-eTinoshandisa hure-e senzira yekukuza, panotambwa mitambo...hurefulongevityhurekureHurekure mutambo unotambwa vanhu vachikwikwidzana kuona...huremuhuriChibhakera.huritiHuriti ishiri yorudzi rwenjiva asi iyo yakasvibirira, uye...hurothroathurongwaorderhuruIchi chipauro chemupanda 9 ne 10.hurududikaKuhurududika kusuruvara kwemunhu atsamwiswa kana kufirwa.hurududuKuti hurududu kusuruwa nokushungurudzika sezvinoita munhu...hurudzaHurudza murimi ane mukurumbira zvokuti haashayi chikafu...hurudziraHurudzira unyanzvi pakuronga, pakupa mazano nekutungamira...hurukurodiscoursehurukuruHurukuru muti unokura wakatambarara unobereka vana vanoita...hurumatandareUyu mutambo unowanza kutambwa navakomana vachipotsera...hurumehurumendeextremismhurungudopebblehurungweHurungwe chinhu chakatenderera uye chinokwanisa...huruvadusthuruyadzoKana chinhu chichinzi ndicho huruvadzo chinege chiricho...hurwaMvura yakasviba inobuda pachironda chakora (pus).hurwadaKuti hurwada kupfugama pasi uchigashidza munhu...husha(kare) Husha inhember yaipfekwa makare kare kumashure...hushingiKuva nemwoyo usingatyi matambudziko (bravery).husikunighthusindiHusindi rudzi rwengoma yakagadzirwa kubva pahunde yomuti.husvuHusvu ishiri ine mambava akasvibira anohwinya, inofamba...hutanervoushutachiwanaTuzvipukanana tudukuduku tunokonzera zvirwere mumuviri...huteHute muchero unoberekwa uri wegirini wozoita pepuru...hutsakutsaHutsakutsa munhu akafuta, uye ane muviri muhombe nenyama...hutsinyebrutalhutsvinaChimiro chekusave wakachena (dirtiness/filth).hutuHutu imbeva ine ruvara rwepfumbu, inofarira kugara mumatoro.huvaChikuva chinoshandiswa kuisa nhengo dzehari mumba...huva huvaKuti huva huva kufamba wakaendesa mapfudzi nechekumberi...huvaidzaKuhuvaidza gonhi kurivhara zvinoita kuti riburitse ruzha...huvairaKana munhu achihuvaira anenge achifamba akakotama.huvanguKana gonhi rikanzi rati huvangu rinenge rafamba...huvheHuvhe rudzi rwehowa huchena hunodyiwa, hune musoro mukuru...huviHuvi inzvimbo iri mumba inoiswa mbudzi kuti dzirare usiku.huweHuwe mafaro makuru.huwi-iKuti huwi-i kuchema kunoita bere.huyakwoseHuyakwose idombo diki rine mativi maviri akaserera...huyiraHuyira itsika yekunonoka kugaya upfu, wozotanga poto...Huyohand-held grinding stone (used with guyo)hwaInzwi rinoshandiswa kutyisidzira.hwa-aKuti hwa-a kupera kwechikafu kana zvimwewo zvinhu, kusara...hwa hwaKuti hwa hwa kuchema kunoita imbwa kana yarohwa.hwachuKuti hwachu kutora chinhu nekukasika kana kuti kuchibvuta.hwadaHwada mikonde yesadza inenge yakapakurirwa mundiro imwe...hwadhiropuHwadhiropu mudziyo wemumba, unogadzirwa nemapuranga...hwadigwaHwadigwa ruzha runoitwa netsoka dzemunhu anenge achitamba...hwahwabeerhwahwa hwehonyeUhwu hwahwa hunobikwa munhu ava netumazuva afa hunonzi...hwahwadaKuhwahwada kutaurisa kwemunhu asingazvipi zororo.hwaisheephwairaKubwaira nemeso (to blink).hwakumukwakuUku kufamba kunoita datya richisvetuka-svetuka.hwakwaniZviwanikwa zveruzivo.hwamandatrumpethwambaHwamba inzvimbo dzemuviri wemunhu kana mhuka...hwamuHwamu iganda rokunze remuti rinenge rasvuurwa kana...hwanaHwana twana twudiki.hwanamaiHwanamai ukama huri pakati pevana vakazvarwa nemadzimai...hwandahidehwandiraKuhwandira kugarira munhu paasingakuoni kuti ugomubata...hwandisaKuhwandisa chinhu kuchibvisa pachinoonekwa nokuchiisa...hwangaHwanga mushonga wekuchengetedza dzinza waiiswa mugona'ombe...hwangwaridzaAka kanzvimbo kokufamba nako kakamanikidzika.hwaniChikaha.hwanyanzaHwanvanza matanda anovezwa nokusunganidzwa nemakavi...hwanzvoHwanzvo musikana anenge ava nomukomana wake akamupfimba...hwapuraHwapura munhu anotambura chaizvo zvekushaya pekugara kana...hwaraInzwi rinoshandiswa kutoratidza ruremekedzo.hwaradadaKana imba yati hwaradada inenge isisina midziyo yaimbenge...hwararaKuzvininipisa.hwaripartridgehwarikwariHwarikwari ishiri yakafanana nehuku asi iyo iri diki...hwarobasehwashaHwasha inzvimbo inobatira mazino munyama yomumuromo.hwashoHwasho zvipfeko zvemutsoka, zvekungopfekera gumbo...hwashuKuti hwashu kubva panzvimbo nokukasika.hwasikitiHwasikiti kabhachi kasina maoko kanogona kupfekwa pasi...hwasvisviKana dziva richinzi rinonyudza hwasvisvi chaihwo rinenge...hwataHwata ishiri yakareba zvikuru, inonyanyofamba ichitsvaga...hwatatacrouchhwatiHwati chidimbu chebande remuti nyoro.hwatiraKuhwatira kufamba kunoita munhu achiita zvokunyangira...hwatoHwato igwa rakavezwa kubva pahunde yomuti.hwauKuti hwau kugwauta kunoita imbwa.hwavaTinoshandisa hwava pakurambisisa zvinenge zvataurwa kana...hwayanalambhwayisheephwazhaKuhwazha kutaura nezwi riri pamusoro zvokuti vanhu...hwazhataKuhwazhata kugunun'una pasina chikonzero chinogutsa.hwazhuraKana munhu achihwazhura zviyo zvishoma anenge achizvikuya...hwazvoHwazvo chinhu chinoshandiswa pakukwezva hove, shiri kana...hweKana kunze kwati hwe zuva rinenge robuda.hwe-eTinoshandisa hwe-e pakudavira, kuratidza kuti wanzwa kuti...hwedaHweda mwena mukuru unodzika pasi muvhu.

