Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hudu mafufu akaumbana anowanzowanikwa muduri pakutswa mhunga.
Kana munhu achinzi ane hudu anenge asara nechigumbu kana kuti asina kugutsikana mushure mokunge nyaya yake yaenzaniswa padare.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hudyu
Hudyu mutezo wemunhu une bhonzi rinobuda kumativi echiuno, panosangana zvidya nomuviri.
VerengaSwipe for the next word