KwaunobvaDuramazwiHhudyu

Duramazwi · zita

hudyu

Isoronhunji

Zvinoreva

Hudyu mutezo wemunhu une bhonzi rinobuda kumativi echiuno, panosangana zvidya nomuviri.

1

Hudyu mutezo wemunhu une bhonzi rinobuda kumativi echiuno, panosangana zvidya nomuviri.

Mutocha iganda rinopeteka, rinowanikwa panosangana hudyu nemutumbi wekumusoro.

Hudyu mutezo wemunhu une bhonzi rinobuda kumativi echiuno, panosangana zvidya nomuviri.

Kana munhu achifamba achiti bida bida anenge achifamba nokukurumidza nenzira inobudisa hudyu kumativi.

Zvakafanana

Isoro · nhunji

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

huhu

Huhu ihwamanda kana chimwewo chinhu chinoridzwa kuitira kuzivisa vanhu kuti wava kusvika pavari.

Verenga

Swipe for the next word