Duramazwi · zita
Zvinoreva
Humbwe kambuyu kadiki kane musoro unotaima, kanochera mwena mumapani. kanorira zvine ruzha rukuru. kanoita zvekujurujwa kuti kabatike uye kanodyiwa nevanhu.
Humbwe mudziyo wekuridza unogadzirwa netsanga inenge yakabatanidzwa nedemhe redamba.
Humbwe chimba chinovakwa nevana vachitamba vachitevedzera zvinoitwa nevakuru mudzimba.

Ivo ndokuti "Mahumbwe mutambo waiitwa nemajaya nemhandara, vachibika nokubata dzimba kuedzesera zvinoita vabereki vavo mudzimba dzavo.

Mahumbwe mutambo wevana wavanoita vachitevedzera zvinowanzoitwa mudzimba nemhuri izere.
Zvakafanana
chikokorodzi · gudyu · chikudyu · kakokorodzi
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03humbwi
VerengaSwipe for the next word