Duramazwi · zita
Zvinoreva
Humbwa mutambo unotambwa vanhu vachisevenzesa makano.
1
Humbwa mutambo unotambwa vanhu vachisevenzesa makano.
Humbwa mutambo unotambwa vanhu vachisevenzesa makano.
2
Nyembwe.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03humbwe
Humbwe kambuyu kadiki kane musoro unotaima, kanochera mwena mumapani. kanorira zvine ruzha rukuru. kanoita zvekujurujwa kuti kabatike uye kanodyiwa nevanhu.
VerengaSwipe for the next word