Duramazwi02 / 03humbweHumbwe kambuyu kadiki kane musoro unotaima, kanochera mwena mumapani. kanorira zvine ruzha rukuru. kanoita zvekujurujwa kuti kabatike uye kanodyiwa nevanhu.Verenga→