Duramazwi
Zvinoreva
Hutu imbeva ine ruvara rwepfumbu, inofarira kugara mumatoro.
Kuti hutu kubva panzvimbo kana kunyangarika nokukasika zvokusazoonekwa zvakare. Chitundumuseremusere chakati hutu chakananga kumakore.

Tsotsi payakaona mapurisa, yakabva yati kwaku ichipinda mumota, ndiye hutu kuenda.
Mukuwasha paakanyimwa mukadzi nekuti aka- nga aramba kubvisa mari yerusimu- dzo, akakunjaira achienda kumota kwake, ndiye hutu.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03huva
Chikuva chinoshandiswa kuisa nhengo dzehari mumba (shelf/platform).
VerengaSwipe for the next word