Duramazwi
hotsira
sneeze
Duramazwi
sneeze
Kana uchihotsira unenge uchibudisa mweya wakawanda nomumhino nomukanwa paunenge wakachidzwa kana kuti achirwara. Ukafemba bute unohotsira.

Mahuvanga itsika yokukumbira chipo kubva kuna mbuya kana sekuru vako mushure mokunge vahotsira.
Iyi itsika yokuti, kana munhu akahotsira, mumwe anotaura shoko iri obva oreva chaanoda kupiwa kana kuitirwa neahotsira wacho.
Kana uchihotsira unenge uchibudisa mweya wakawanda nomumhino nomukanwa paunenge wakachidzwa kana kuti achirwara. Ukafemba bute unohotsira.
Duramazwi
01 / 03hotwe
Kana munhu ari kushambira anwira hotwe anenge amedza mvura asingadi.
VerengaSwipe for the next word