KwaunobvaDuramazwiHhotsi

Duramazwi · zita

hotsi

Zvinoreva

Hotsi itambo inogadzirwa kuburikidza nekukosa rwodzi.

Kana munhu akati hotsi anenge abudisa mweya wakawanda nomumhino nomukanwa paanenge akachidzwa kana kuti uchirwara.

1

Mhotsi ivhudzi rakamonyana-monyana, turi tupfupi pfupi.

2

Kana munhu akati hotsi anenge abudisa mweya wakawanda nomumhino nomukanwa paanenge akachidzwa kana kuti uchirwara.

Hotsi itambo inogadzirwa kuburikidza nekukosa rwodzi.

Kana munhu akati hotsi anenge abudisa mweya wakawanda nomumhino nomukanwa paanenge akachidzwa kana kuti uchirwara.

Mhotsi ivhudzi rakapeturwa ndokutsindirwa rakati tsvete nemusoro, kazhinji ramboswatudzwa nekurigeza neruredzo.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word