KwaunobvaDuramazwiHhova

Duramazwi · zita

hova

streams

Zvinoreva

Hova migero kana nzizi diki dzinoerera mvura ichindopinda munzizi huru.

Rwizi kana nzvimbo inoyerera mvura (rivers).

1

Musinde rudzi rwehove diki yakaita sirivha, inowanikwa munzizi nehova diki.

Sinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.

2

Rwizi kana nzvimbo inoyerera mvura (rivers).

Hova migero kana nzizi diki dzinoerera mvura ichindopinda munzizi huru.

Sinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.

Urwu rudzi rwehove ine mazino anokuvadza, inogara muhova huru.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word