Duramazwi · zita
hove
fished · fishing · fish
Duramazwi · zita
fished · fishing · fish
Hove chisikwa chemumvura chine mabhonzo anenge minzwa nemakwati pamuviri.
Mhuka inogara mumvura ichifema nemasingwi (fish).
Hove chisikwa chemumvura chine mabhonzo anenge minzwa nemakwati pamuviri.
Manheru akasvika, Tambaoga ndokudzoka akasvikopa hove dzaakanga abata kuna amai vake, VaTakanongwa.
Hove dzinokwira dzine muronga.
Chitubatuba pachakati bwiti mumvura, ndakaziva kuti ndakange ndabata hove.
Mhuka inogara mumvura ichifema nemasingwi (fish).
Manheru akasvika, Tambaoga ndokudzoka akasvikopa hove dzaakanga abata kuna amai vake, VaTakanongwa.
Hove dzinokwira dzine muronga.
Dzimwe nguva hove dzinodyira chete kana wakaisa zerere pachiredzo.
rereza
Duramazwi
01 / 03hove huru
whales
VerengaSwipe for the next word