Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hokora inhanga risati ranyatsokora asi rinogona kubikwa rikadyiwa.
1
Hokora inhanga risati ranyatsokora asi rinogona kubikwa rikadyiwa.
Hokora inhanga risati ranyatsokora asi rinogona kubikwa rikadyiwa.
Kana uchishokora unenge wakaisa zviyo kana mhunga muduri, uchitswa kuti hundi ibve.
Mhokora rudzi rwetsenza runa mashizha akareruka kwazvo.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hokota
Muramba.
VerengaSwipe for the next word