KwaunobvaDuramazwiHhoki

Duramazwi · zita

hoki

Zvinoreva

Hoki mutambo unotambwa nezvikwata zviviri zvinenge zvichibanhirana kabhora netumiti kanonomwisa kugedhe revamwe.

Mutambo unotambwa netsvimbo yakapeta nebhora pedyo neaizi kana huswa (hockey).

1

Sipoti mitambo yakasiyana-siyana yakaita senhabvu, tenesi, hoki, kumhanya, inotambirwa kunakirwa, kusimbisisa muviri kana makwikwi.

2

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hoko

Hoko imbeu inosiyiwa mumunda yobva yozomera yoga gore rinotevera.

Verenga

Swipe for the next word