Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hokera chinhu chakanaka zvinoyevedza pameso.
1
Hokera chinhu chakanaka zvinoyevedza pameso.
Uso hwakanaka ihokera kuvarume.
Hokera chinhu chakanaka zvinoyevedza pameso.
2
Hokero chinhu chinonaka chaizvo kuchidya, zvokuti munhu wose anobva angochida.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hokero
Hokero inzira inoshandiswa kuzivisa uye kukurudzira vanhu kuuya kumutambo, kumusangano kana chimwewo chiitiko chinenge chichitarisirwa kuzovako.
VerengaSwipe for the next word