KwaunobvaDuramazwiHhombwe

Duramazwi · zita

hombwe

Zvinoreva

Hombwe muti une hunde yakakwasharara unoita mashizha awo panotangira mhanda dzawo, uye unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji.

1

Mhombwe munhu ane chipo chokufefetedza.

Mhombwe murume anoita zvechihure, achirara nevakadzi vakasiyana siyana, vaasina kuroora.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

homekedzo

Homekedzo irayiro inopiwa mumwe apo vaviri vanenge vava kuparadzana. Vatete vanopa muzukuru homekedzo yokubata murume zvakanaka kana ondoroorwa.

Verenga

Swipe for the next word