KwaunobvaDuramazwiHhombora

Zvinoreva

Hombora idoro rinotanga kupiwa vanhu kuti vamwe, vasati vatanga basa panhimbe kana jakwara.

Hombora rudzi rwenyoka.

1

2

Zvakafanana

chikumura

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hombore

Hombore muswe wemhuka unoshandiswa nen'anga pakusasa mishonga yayo.

Verenga

Swipe for the next word