KwaunobvaDuramazwiCchikumura

Duramazwi · zita

chikumura

Zvinoreva

Chikumuramabhachi.

1

Chikumuramabhachi.

Varimi vakagadzikirwa hari yechikumura kuti vawane rimwe simba.

Kana munhu achikumura hembe dzaakapfeka anenge achidzibvisa pamuviri wake.

Kana uchikumura bhaudhi unenge uchirisunungura, kuribvisa kana kurisiya risisina kubata.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikuna

Chikuna kusava neutano hwemuviri kana hwepfungwa hwakanaka nekuda kwekurwara.

Verenga

Swipe for the next word