Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuhedha kurova bhora kana chimwewo chinhu uchishandisa musoro.
Kana vanhu vachiti mutambi webhora arova hedha vanenge vachireva kuti mutambi iyeye atunga bhora nemusoro.

Ndakabva ndaramba ndangogara pamubhedha paya ndakapetera maoko angu pachifuva.
Pave paya ndipo pandakazokurura maslippers angu ndichibva ndakwira pamubhedha.
Kutunga.

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hedhibhodhi
Hedhibhodhi chimwe chezvizvishongo zvinoiswa mubhedhurumu kumusoro kwemubhedha kuti munhu anogona kugara pamubhedha akazembera.
VerengaSwipe for the next word