Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu wepaukama anenge ari iye anonyatsoziva nezvehama yake. Shoko rorufu parakauya mudzimai wake anova hama _vepedyo_ akabva aziviswa.
1
Uyu munhu wepaukama anenge ari iye anonyatsoziva nezvehama yake. Shoko rorufu parakauya mudzimai wake anova hama _vepedyo_ akabva aziviswa.
Kana veukama vachinge vanzwa shoko iri vanomhanyidzana kuenda kunokuta hama yepedyo yasiiwa iyi.
Musiyiwa munhu anenge afirwa kazhinji nevabereki, kana imwe hama yepedyo yanga ichimuchengeta.
2
Uku kusheedzana kungaita shamwari dzinowirirana chaizvo zvokuti pose pavanofamba vanenge vari vose uye vachi[indirana.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hama yeropa
Kana munhu ari hama yeropa yemumwe vanenge vaine hukama hunobva kumadzinza mamwe chete.
VerengaSwipe for the next word