KwaunobvaDuramazwiCchapfumbo

Duramazwi

chapfumbo

Zvinoreva

Chapfumbo chidyiwa chinogadzirwa nemhodzi dzakakangwa dzozotswiwa, uye chinodyiwa kana vanhu vapedza kudya sadza.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chapu

Chapu idemo diki risina mupini wokupfekera.

Verenga

Swipe for the next word