KwaunobvaDuramazwiCchapfudu

Duramazwi · zita

chapfudu

Zvinoreva

Chapfudu ndecho- kudya chose chakanyorovera, kusanganisira mondo yezai.

1

Chapfudu ndecho- kudya chose chakanyorovera, kusanganisira mondo yezai.

Mwana asati amera mazino anopiwa chapfudu chechikafu.

Chapfudu ndecho- kudya chose chakanyorovera, kusanganisira mondo yezai.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chapfumbo

Chapfumbo chidyiwa chinogadzirwa nemhodzi dzakakangwa dzozotswiwa, uye chinodyiwa kana vanhu vapedza kudya sadza.

Verenga

Swipe for the next word