KwaunobvaDuramazwiCchange

Zvinoreva

Change imhuka huru yemhuri yemharapara nebimha inogara pedyo nepane mvura.

1

Change imhuka huru yemhuri yemharapara nebimha inogara pedyo nepane mvura.

Change yaiva mubedroom saka aitoti aende kunotora avape asi akadzoka vasisipo vaenda.

Vakaita havo keep change yavo kwave kuona kuti pana Tadiwa painge pakaboka.

Tadiwa akatopihwa change dzainge dzasara kucar park.

Zvakafanana

dhumukwa · chuzu

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

changinja

Kuti changinja kutorera munhu chaakabata, zvikuru chombo, nechisimba.

Verenga

Swipe for the next word