KwaunobvaDuramazwiCchango-

Duramazwi

chango-

Zvinoreva

Ichi chiumbamazwi chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika nguva shomanana ichangopfuura.

1

Ichi chiumbamazwi chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika nguva shomanana ichangopfuura.

Bere richangorira ndazonzwa kuchema kwembudzi muchirugu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

changoma

Changoma ishavi rinogara munhu rozoita kuti anenge agarwa akwanise kurapa vanorwara.

Verenga

Swipe for the next word