Duramazwi
Zvinoreva
Kana muviri ukati chakata wagumhwa nesimbi unenge waita kakutonhorera kana kakunyorovera.
1
Kana muviri ukati chakata wagumhwa nesimbi unenge waita kakutonhorera kana kakunyorovera.
Paakanzwa gotsi rake kuti chakata, akabva atendeuka zvishoma zvishoma achibva atarisana nepfuti yakamunanga mumusoro.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakati
Chakati izwi rinoshandiswa pachinzvimbo chechinhu chinenge chisingadomwe nezita racho chairo. Nyatsotaura kuti chakati nechakati ndicho chinoitwa pakubika sadza.
VerengaSwipe for the next word