Duramazwi · zita
Zvinoreva
Izvi ndezvinenge zviri kuitika muvanhu mazuva iwayo.
1
Izvi ndezvinenge zviri kuitika muvanhu mazuva iwayo.
Tafi akafa mushure mekurwara naicho chakauya ichi.
Zuva rakakwira rikavira, vanhu vakarara Mai Chakauya vasina kumbotaura nomurume wavo.
Mai Chakauya vakanga vafunga kuti mukuwasha akanyanyonakisisa nguva yakadai ndowechichena kuratidza ruwadzano rwakanga rwavapo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chakavanzika
secret
VerengaSwipe for the next word