KwaunobvaDuramazwiCchakavhinya

Duramazwi · zita

chakavhinya

mambondini la

Zvinoreva

Chakavhinya munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure kana kuita zvaanorambidza.

1

Chakavhinya munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure kana kuita zvaanorambidza.

Mumba muna baba chakavhinya munogarwa misodzi iri pamatama.

Chakavhinya munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure kana kuita zvaanorambidza.

Zvakafanana

mambondini la

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chaku chaku

Kuti chaku chaku kutsenga chokudya zvinyoronyoro asi chichisara chaota.

Verenga

Swipe for the next word