KwaunobvaDuramazwiCchakura

Duramazwi

chakura

Zvinoreva

Kana uchichakura unenge uchitsenga chokudya zvishoma nezvishoma asi chichinyatsoota.

1

Kana uchichakura unenge uchitsenga chokudya zvishoma nezvishoma asi chichinyatsoota.

Nyama yerunda ndakaipedza ndichiita zvokuchakura.

Musimwa chibage chakura, chinodzurwa panhu chichindodzimikirwa pane rimwe ivhu.

Chigwe chimunhu chakura, chipfupi, chine nyama dzakaomarara.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word