KwaunobvaDuramazwiCchaku chaku

Duramazwi

chaku chaku

Zvinoreva

Kuti chaku chaku kutsenga chokudya zvinyoronyoro asi chichisara chaota.

1

Kuti chaku chaku kutsenga chokudya zvinyoronyoro asi chichisara chaota.

Nguruve inodya ichiti chaku chaku.

Kuti chaku chaku kutsenga chokudya zvinyoronyoro asi chichisara chaota.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chakura

Kana uchichakura unenge uchitsenga chokudya zvishoma nezvishoma asi chichinyatsoota.

Verenga

Swipe for the next word