KwaunobvaDuramazwiCchakwa chakwa

Duramazwi

chakwa chakwa

Zvinoreva

Kuti chakwa chakwa kufamba nemumvura isina kudzika kana nemumadhaka.

1

Kuti chakwa chakwa kufamba nemumvura isina kudzika kana nemumadhaka.

Mombe dzaiti chakwa chakwa mumachakwi dzichitsvaka mvura yokunwa.

Kuti chakwa chakwa kufamba nemumvura isina kudzika kana nemumadhaka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chakwaira

Kuchakwaira kufamba nomumvura isina kudzika uchiipfachura.

Verenga

Swipe for the next word