KwaunobvaDuramazwiCchahomwe

Duramazwi

chahomwe

Zvinoreva

Chahomwe idumbu rechina remhuka mainochengetera chikafu, rainoti kana yadya bundo yozozeya kana yazorora.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chahudu

Chahudu mafufu akaumbana anowanzowanikwa muduri pakutswa mhunga.

Verenga

Swipe for the next word